Psalms 83:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo, Pisarema raAsafi. Haiwa Jehova, regai kuramba munyerere; Regai kuramba musiŋgatauri, musanyarara Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo. Pisarema raAsafi. [1] Haiwa Mwari, regai kunyarara; musanyarara, imi Mwari, musati mwiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kukumbira Mwari kuti vavengi veIsiraeri vakundwe Mwari regai kunyarara, regai kungoti zii-i kudaro, Mwari kana kuramba makangoti zirikiti kunyarara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa Jehovha, regai kuramba munyerere; Regai kuramba musingatauri, musanyarara Mwari.
Shona 2009?
Haiwa Jehovha, regai kuramba munyerere; Regai kuramba musingatauri, musanyarara Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa Jehovha, regai kuramba munyerere; Regai kuramba musingatauri, musanyarara Mwari.