Psalms 83:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakaraŋgana nomŋoyo mumŋe; Ʋanoita suŋgano kuzorwa nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanorangana pamwe chete nomwoyo mumwe chete; vanoita sungano yokuzorwa nemi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanobva vaita rimwe, kubatana kwazvo vachiita chitsidzirano chokurwisa imi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakarangana nomwoyo mumwe; Vanoita sungano kuzorwa nemi.
Shona 2009?
Nokuti vakarangana nomoyo mumwe; Vanoita sungano kuzorwa nemi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakarangana nomwoyo mumwe; Vanoita sungano kuzorwa nemi.