Psalms 84:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti zuʋa rimŋe paʋazhe dzenyu rinokunda mamŋe anecuru pakunaka. Ndinoti ɀirinani kuti ndiʋe murindi womukoʋa mumba maMŋari waŋgu, Pakuti ndigare pamatente aʋaneɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani kuva pavazhe dzenyu kwezuva rimwe chete, kupfuura mazuva zviuru ndiri kumwe; ndingada zvangu kuva murindi womukova weimba yaMwari wangu kukunda kugara mumatende avakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti zuva rimwechete mumipanda yenyu riri nani pane churu chawo kumwe. Zviri nani zvangu kuva muchengeti wapamusuo mumba maMwari wangu panokugara mumatendhe avakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.
Shona 2009?
Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.