Psalms 84:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu unoshuʋa, ɀirokwaɀo unopaŋga ʋazhe dzaJehova; Mŋoyo waŋgu nenyama yaŋgu ɀinoɗana kunaMŋari mupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wangu unopanga, kunyange kuziya chaiko, nokuda kwevanze dzaJehovha; mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinobva ndatorwa mwoyo chaizvo, ndinodisisa kwazvo mipanda yaTENZI mwoyo wangu nenyama yangu zvinoimbira Mwari mupenyu norufaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu unoshuva, zvirokwazvo unopanga vazhe dzaJehovha; Mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.
Shona 2009?
Mweya wangu unoshuva, zvirokwazvo unopanga vazhe dzaJehovha; moyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu unoshuva, zvirokwazvo unopanga vazhe dzaJehovha; Mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.