Psalms 85:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba. Pisarema raʋanakomana ʋaKora. Jehova, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobo pakutapxa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba waVanakomana vaKora. Pisarema. [1] Makanzwira nyasha nyika yenyu, imi Jehovha; makadzosera Jakobho nhaka yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunamatira nyika kuti ive norugare noruenzaniso Mwari makafadzwa nenyika yenyu, makadzorera vokwaJakobho zvavakangavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobho pakutapwa.
Shona 2009?
Jehovha, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobho pakutapwa.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobho pakutapwa.