Psalms 85:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀokwaɗi inomera pasi; Kururama kwakatarira pasi kuri kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutendeka kunomera panyika, kururama kunotarira pasi kuri kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutendeka kuchakura kuchibva pasi; ururami huchatarisa pasi huri kudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvokwadi zvinomera pasi; Kururama kwakatarira pasi kuri kudenga.
Shona 2009?
chokwadi chinomera pasi; Kururama kwakatarira pasi kuri kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvokwadi zvinomera pasi; Kururama kwakatarira pasi kuri kudenga.