Psalms 85:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, Jehova ucapa ɀinhu ɀakanaka; Nyika yeɗu icaɓereka ɀiɓereko ɀayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chokwadi, Jehovha achapa zvinhu zvakanaka, uye nyika yedu ichabereka mukoho wayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI achapawo zvakanaka; nyika yedu ichaberekawo zvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, Jehovha uchapa zvinhu zvakanaka; Nyika yedu ichabereka zvibereko zvayo.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, Jehovha uchapa zvinhu zvakanaka; Nyika yedu ichabereka zvibereko zvayo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, Jehovha uchapa zvinhu zvakanaka; Nyika yedu ichabereka zvibereko zvayo.