Psalms 85:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makakaŋganwira kutadza kwaʋanhu ʋenyu, Makafukidza ɀiʋi ɀaʋo ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, uye mukafukidza zvivi zvavo zvose. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaregerera vanhu venyu uipi hwavo mukavakanganwira zvivi zvavo zvose. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, Makafukidza zvivi zvavo zvose.
Shona 2009?
Makakangamwira kutadza kwavanhu venyu, Makafukidza zvivi zvavo zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, Makafukidza zvivi zvavo zvose.