Psalms 85:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makabvisa kutsamŋa kwenyu kwose; Makaɀidzora pahasha dzenyu dzakanyanya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaisa parutivi hasha dzenyu dzose, mukadzoka pakutsamwa kwenyu kunotyisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makazvipodza kuhasha dzenyu dzose mukazvidzora pakushatirwa kwenyu kwakanyanya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makabvisa kutsamwa kwenyu kwose; Makazvidzora pahasha dzenyu dzakanyanya.
Shona 2009?
Makabvisa kutsamwa kwenyu kose; Makazvidzora pahasha dzenyu dzakanyanya.
Shona SUB 2002 Bible
Makabvisa kutsamwa kwenyu kwose; Makazvidzora pahasha dzenyu dzakanyanya.