Psalms 85:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo kuponesa kwake kuri pedyo naʋanomutya; Kuti kubginya kugare munyika yeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chokwadi, ruponeso rwake rwuri pedyo navanomutya, kuti kubwinya kwake kugogara munyika yedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hongu ruponeso rwake rwuri padyo kuna vanomutya; mbiri yokuvapo kwake ichagara munyika medu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo kuponesa kwake kuri pedyo navanomutya; Kuti kubwinya kugare munyika yedu.
Shona 2009?
Zvirokwazvo kuponesa kwake kuri pedo navanomutya; Kuti kubwinya kugare munyika yedu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo kuponesa kwake kuri pedyo navanomutya; Kuti kubwinya kugare munyika yedu.