Psalms 86:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi muri mukuru, munoita ɀinhu ɀinoshamisa; Ndimi Mŋari woga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinhu zvinoshamisa; imi moga ndimi Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinoshamisa, imi moga ndimi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi muri mukuru, munoita zvinhu zvinoshamisa; Ndimi Mwari woga.
Shona 2009?
Nokuti imwi muri mukuru, munoita zvinhu zvinoshamisa, Ndimi Mwari woga.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imi muri mukuru, munoita zvinhu zvinoshamisa; Ndimi Mwari woga.