Psalms 86:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ŋgoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mŋeya waŋgu pagomba rakadzika‐dzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti rudo rwenyu rukuru kwandiri; makandirwira paguva rakadzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mwoyochena wenyu kwandiri wakawanda; makandinunura pasi pasi munzvimbo yavakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ngoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mweya wangu pagomba rakadzika-dzika.
Shona 2009?
Nokuti ngoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mweya wangu pagomba rakadzika-dzika.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ngoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mweya wangu pagomba rakadzika–dzika.