Psalms 86:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari, ʋanoɀikudza ʋakandimukira, Ʋuŋgano yaʋanhu, ʋanomanikidza, ʋakatȿaka mŋeya waŋgu, Haʋana‐kukuisai pamberi paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwari, vanozvikudza vari kundirwisa; boka ravanhu vane utsinye rinotsvaka upenyu hwangu, vanhu vasina hanya nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanozvikudza vandimukira Mwari, chikwata chamadzenga chinoda kundiuraya havana hanya nemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari, vanozvikudza vakandimukira, Ungano yavanhu, vanomanikidza, vakatsvaka mweya wangu, Havana kukuisai pamberi pavo.
Shona 2009?
Mwari, vanozvikudza vakandimukira, Ungano yavanhu, vanomanikidza, vakatsvaka mweya wangu, Havana kukuisai pamberi pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari, vanozvikudza vakandimukira, Ungano yavanhu, vanomanikidza, vakatsvaka mweya wangu, Havana kukuisai pamberi pavo.