Psalms 86:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiratidzei ciratidzo mundiitire ɀakanaka; Kuti ʋanondiʋeŋga ʋaɀiʋone, ʋanyadziswe; Nokuti imi Jehova, makandiɓatsira nokundinyaradza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndipei chiratidzo chokunaka kwenyu, kuti vavengi vangu vazvione vagonyadziswa, nokuti imi, Jehovha makandibatsira uye mukandinyaradza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiitireiwo chinoratidza kuti munofadzwa neni kuitira kuti vanondivenga vazvione vanyadziswe, nokuti imi TENZI munondibatsira nokundinyaradza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiratidzei chiratidzo mundiitire zvakanaka; Kuti vanondivenga vazvione, vanyadziswe; Nokuti imi Jehovha, makandibatsira nokundinyaradza.
Shona 2009?
Ndiratidzei chiratidzo mundiitire zvakanaka; Kuti vanondivenga vazvione, vanyadziswe; Nokuti imwi Jehovha, makandibatsira nokundinyaradza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiratidzei chiratidzo mundiitire zvakanaka; Kuti vanondivenga vazvione, vanyadziswe; Nokuti imi Jehovha, makandibatsira nokundinyaradza.