Psalms 86:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ceŋgetai mŋeya waŋgu; nokuti ndiri muɗikanwa wenyu; Haiwa Mŋari waŋgu, ponesai muranda wenyu unoʋimba nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chengetai upenyu hwangu, nokuti ndakazvipa kwamuri. Muri Mwari wangu; ponesai muranda wenyu anovimba nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichengetedzeiwo nokuti ndiri munamati wenyu. Ndinunureiwo ini muranda wenyu anovimba nemi, ndimi Mwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chengetai mweya wangu; nokuti ndiri mudikanwi wenyu; Haiwa Mwari wangu, ponesai muranda wenyu anovimba nemi.
Shona 2009?
Chengetai mweya wangu; nokuti ndiri mudikamwi wenyu; Haiwa Mwari wangu, ponesai muranda wenyu anovimba nemi.
Shona SUB 2002 Bible
Chengetai mweya wangu; nokuti ndiri mudikanwi wenyu; Haiwa Mwari wangu, ponesai muranda wenyu anovimba nemi.