Psalms 86:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fadzai mŋeya womuranda wenyu; Nokuti ndinosimudzira mŋeya waŋgu kwamuri Ishe waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vigirai muranda wenyu mufaro, nokuti kwamuri, imi Ishe, ndinosimudzira mweya wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinyevenutseiwo mwoyo ini muranda wenyu, nokuti ndinochema kwamuri, TENZI
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fadzai mweya womuranda wenyu; Nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri Ishe wangu.
Shona 2009?
Fadzai mweya womuranda wenyu; Nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri Ishe wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Fadzai mweya womuranda wenyu; Nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri Ishe wangu.