Psalms 86:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi, Ishe, makanaka, munofarira kukaŋganwira, Muneŋgoni zhinji kunaʋose ʋanoɗana kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi munokanganwira uye makanaka, imi Ishe, muzere norudo kuna vose vanodana kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti imi, TENZI, makanaka uye munoregerera, munoitira mwoyochena vakawanda kuna vanodana kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi, Ishe makanaka, munofarira kukanganwira, Mune ngoni zhinji kuna vose vanodana kwamuri.
Shona 2009?
Nokuti imi, Ishe makanaka, munofarira kukangamwira, Mune ngoni zhinji kuna vose vanodana kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imi, Ishe makanaka, munofarira kukanganwira, Mune ngoni zhinji kuna vose vanodana kwamuri.