Psalms 86:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hapana‐wakafanana nemi pakati paʋamŋari, Ishe, Ʋuye hapana‐maɓasa akafanana namaɓasa enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Ishe, hakuna akafanana nemi pakati pavamwari; hakuna mabasa akaita seenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana akaita semi, TENZI pakati pavamwari, kana mabasa akaita seenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hapana akafanana nemi pakati pavamwari, Ishe, Uye hapana mabasa akafanana namabasa enyu.
Shona 2009?
Hapana akafanana nemwi pakati pavamwari, Ishe, Uye hapana mabasa akafanana namabasa enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Hapana akafanana nemi pakati pavamwari, Ishe, Uye hapana mabasa akafanana namabasa enyu.