Psalms 87:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rahabi neBabironi ndicati ʋari pakati paʋanondiziʋa; Tarirai, Firistia, neTire, neEtiopia; Munhu uyu wakaɀarirwa’ko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichanyora nezvaRahabhi neBhabhironi pakati pavanondiziva, neFiristiawo neTire, pamwe chete neEtiopia, uye vachati, “Uyu akaberekerwa muZioni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingagone kudoma veRahabhu neveBhabhironi kwoti veFirisitia neveTire nevekuItiopia pakati pavanondiziva zvichatonzi, “Uyu newoyo akaberekwa imomo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rahabhi neBhabhironi ndichati vari pakati pavanondiziva; “Tarirai, Firisitia, neTire, neItiopia; Munhu uyu akazvarirwako.”
Shona 2009?
Rahabhi neBhabhironi ndichati vari pakati pavanondiziva; "Tarirai, Firisitia, neTire, neItiopia; Munhu uyu akazvarirwako."
Shona SUB 2002 Bible
Rahabhi neBhabhironi ndichati vari pakati pavanondiziva; “Tarirai, Firisitia, neTaya, neItiopia; Munhu uyu akazvarirwako.”