Psalms 87:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, pamsoro peZioni ʋacati: Uyu noyoyo ʋakaɀarirwa’mo; Naiye Wokumsoro‐soro amene ucarisimbisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo, pamusoro peZioni vachati, “Uyu nowoyo vakaberekerwamo, uye Wokumusoro-soro pachake acharisimbisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zviri zveguta reZioni, zvingatonzi, “Nyika iyi neyoyo yakaberekwa imomo,” uye kuti Wokumusorosoro achaita kuti rimire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, pamusoro peZioni vachati, “Uyu nouyo vakazvarirwamo; Naiye Wokumusorosoro amene acharisimbisa.”
Shona 2009?
Zvirokwazvo, pamusoro peZiyoni vachati, "Uyu nouyo vakazvarirwamo; Naiye Wokumusorosoro amene acharisimbisa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, pamusoro peZioni vachati, “Uyu nouyo vakazvarirwamo; Naiye Wokumusorosoro amene acharisimbisa.”