Psalms 87:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucaʋereŋga, pakunyora kwake ndudzi, aciti: Munhu uyu wakaɀarirwa’ko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achanyora panonyorwa mazita amarudzi, kuti, “Uyu akaberekerwa muZioni.” Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anonyora mubhuku ravanhu achitoti nyika iyi neiyi yakaberekwa imomo. Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha achaverenga, pakunyora kwake ndudzi, achiti, “Munhu uyu akazvarirwako.”
Shona 2009?
Jehovha achaverenga, pakunyora kwake ndudzi, achiti, "Munhu uyu akazvarirwako."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha achaverenga, pakunyora kwake ndudzi, achiti, “Munhu uyu akazvarirwako.”