Psalms 87:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoimba naʋanotamba, ʋacati: Matsime aŋgu ose ari mauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavanoimba, vachaimba vachiti, “Matsime angu ose ari mamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaimbi uyewo vatambi vose vanoti, “Takatubuka mauri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoimba navanotamba, vachati, “Matsime angu ose ari mauri.”
Shona 2009?
Vanoimba navanotamba, vachati, "Matsime angu ose ari mauri."
Shona SUB 2002 Bible
Vanoimba navanotamba, vachati, “Matsime angu ose ari mauri.”