Psalms 88:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muŋgaitira ʋakafa ɀinoshamisa here? Ko ʋakaparara ʋaŋgamuka ʋakakurumbidzai here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, munoratidza zvishamiso zvenyu kuna vakafa here? Ko, vakafa vanomuka vachikurumbidzai here? Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munoda kuitira zvishamiso vakafa here? Ko ivo vava zvimuvhuri-vhuri vangamuke kuzokurumbidzai here? Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mungaitira vakafa zvinoshamisa here? Ko vakaparara vangamuka vakakurumbidzai here?
Shona 2009?
Mungaitira vakafa zvinoshamisa here? Ko vakaparara vangamuka vakakurumbidzai here?
Shona SUB 2002 Bible
Mungaitira vakafa zvinoshamisa here? Ko vakaparara vangamuka vakakurumbidzai here?