Psalms 88:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋunyoro bgenyu ʋuŋgaparidzwa mubgiro here? Kana kutendeka kwenyu mukuparadza here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, rudo rwenyu runoparidzwa muguva, nokutendeka kwenyu mukuparadzwa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyochena wenyu unoparidzwa muguva here kana kutendeka kwenyu munzvimbo yokuparadzwa?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hunyoro hwenyu hungaparidzwa mubwiro here? Kana kutendeka kwenyu mukuparadza here?
Shona 2009?
Hunyoro bwenyu hungaparidzwa mubwiro here? Kana kutendeka kwenyu mukuparadza here?
Shona SUB 2002 Bible
Hunyoro hwenyu hungaparidzwa muhwiro here? Kana kutendeka kwenyu mukuparadza here?