Psalms 88:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀishamiso ɀenyu ɀiŋgazikanwa murima here? Nokururama kwenyu panyika yokukaŋganwa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima, kana mabasa akarurama enyu munyika yokukanganwa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima here kana ururami hwenyu munzvimbo yavasina chavanoyeuka?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvishamiso zvenyu zvingazikanwa murima here? Nokururama kwenyu panyika yokukanganwa here?
Shona 2009?
Zvishamiso zvenyu zvingazikamwa murima here? Nokururama kwenyu panyika yokukangamwa here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvishamiso zvenyu zvingazikanwa murima here? Nokururama kwenyu panyika yokukanganwa here?