Psalms 88:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakacema kwamuri, Jehova, Munyeŋgetero waŋgu ucaȿika pamberi penyu maŋgwanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinochemera rubatsiro kwamuri, imi Jehovha; mangwanani, munyengetero wangu unosvika pamberi penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndinochema kwamuri TENZI; mangwanani munamato wangu unosvika pamberi penyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakachema kwamuri, Jehovha, Munyengetero wangu uchasvika pamberi penyu mangwanani.
Shona 2009?
Asi ndakachema kwamuri, Jehovha, Munyengetero wangu uchasvika pamberi penyu mangwanani.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndakachema kwamuri, Jehovha, Munyengetero wangu uchasvika pamberi penyu mangwanani.