Psalms 88:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva paʋuɗuku bgaŋgu ndakaŋga ndicitambudzwa ndicirwiso‐fa; Kana ndicityiswa nemi ndinoshaiwa mano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubvira pauduku hwangu, ndakatambudzika zvokutosvika pedyo norufu; ndatambudzika nokutyisa kwenyu uye handisisina tariro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinotambura zvokunge ndichafa kubva pauduku hwangu. Ndinorwadziwa ini nezvamunoita zvinotyisa zvandishaisa zano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubva pauduku hwangu ndakanga ndichitambudzwa ndichirwisofa; Kana ndichityiswa nemi ndinoshaiwa mano.
Shona 2009?
Kubva pauduku hwangu ndakanga ndichitambudzwa ndichirwiso-fa; Kana ndichityiswa nemwi ndinoshaiwa mano.
Shona SUB 2002 Bible
Kubva pauduku hwangu ndakanga ndichitambudzwa ndichirwisofa; Kana ndichityiswa nemi ndinoshaiwa mano.