Psalms 88:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsamŋa kwenyu kukuru kwakapfuʋura napamsoro paŋgu; Kutyisa kwenyu kwakandiparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hasha dzenyu dzakapfuura napamusoro pangu; kutyisa kwenyu kwandiparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hasha dzenyu dzandimomotera; kundivhundutsira kwenyu kunondiparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsamwa kwenyu kukuru kwakapfuura napamusoro pangu; Kutyisa kwenyu kwakandiparadza.
Shona 2009?
Kutsamwa kwenyu kukuru kwakapfuura napamusoro pangu; Kutyisa kwenyu kwakandiparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Kutsamwa kwenyu kukuru kwakapfuura napamusoro pangu; Kutyisa kwenyu kwakandiparadza.