Psalms 88:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mŋeya waŋgu uzere namaɗambudziko, Ʋupenyu bgaŋgu bgosweɗera kuSheori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mweya wangu uzere nokutambudzika, uye upenyu hwangu hwaswedera pedyo neguva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndiri kutambura zvikuru ndavakutosvika kunzvimbo yavakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mweya wangu uzere namadambudziko, Upenyu hwangu hwoswedera kuSheori.
Shona 2009?
Nokuti mweya wangu uzere namatambudziko, Upenyu hwangu hwoswedera kuSheori.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mweya wangu uzere namatambudziko, Upenyu hwangu hwoswedera kuSheori.