Psalms 88:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakarashirwa pakati paʋakafa, Saʋakaʋurawa ʋaʋete mubgiro, Ʋamusati mucaraŋgarira; Ʋakagurwa paruʋoko rwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatsaurwa pamwe chete navakafa, savakaurayiwa vavete muguva, vamusingacharangaririzve, vakagurwa kubva pakuchengeta kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakarashirwa pakati pavakafa, Savakaurawa vavete mubwiro, Vamusati mucharangarira; Vakagurwa paruoko rwenyu.
Shona 2009?
Ndakarashirwa pakati pavakafa, Savakaurawa vavete mubwiro, Vamusati mucharangarira; Vakagurwa paruoko rwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakarashirwa pakati pavakafa, Savakaurayiwa vavete muhwiro, Vamusati mucharangarira; Vakagurwa paruoko rwenyu.