Psalms 88:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makandiisa mugomba rakadzika‐dzika, Panɀimbo dzinerima, makadzika kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makandiisa mugomba rakadzika dzika, murima guru makadzika dzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makandiradzika mugomba rakadzika munzvimbo yerima pasi pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makandiisa mugomba rakadzika-dzika, Panzvimbo dzine rima, makadzika kwazvo.
Shona 2009?
Makandiisa mugomba rakadzika-dzika, Panzvimbo dzine rima, makadzika kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Makandiisa mugomba rakadzika–dzika, Panzvimbo dzine rima, makadzika kwazvo.