Psalms 88:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaisa ʋazikani ʋaŋgu kure neni; Makandiita cinhu cinonyaŋgadza kwaʋari; Ndakapfigirwa, handigoni kuɓuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makanditorera shamwari dzangu dzapedyo, uye mukandiita chinhu chinonyangadza. Ndakapfigirwa uye handingatongopunyuki;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munoita kuti vamwe vangu vandiseme muchiita kuti ndive chinhu chinosemesa kwavari. Makandizaririra zvokuti handikwanisi kupunyuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaisa vazikani vangu kure neni; Makandiita chinhu chinonyangadza kwavari; Ndakapfigirwa, handigoni kubuda.
Shona 2009?
Makaisa vazikani vangu kure neni; Makandiita chinhu chinonyangadza kwavari; Ndakapfigirwa, handigoni kubuda.
Shona SUB 2002 Bible
Makaisa vazikani vangu kure neni; Makandiita chinhu chinonyangadza kwavari; Ndakapfigirwa, handigoni kubuda.