Psalms 88:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ziso raŋgu ropera nemhaka yokutambudzika; Ndakaɗana kwamuri, Jehova, zuʋa rimŋe nerimŋe, Ndakatambanudzira maʋoko aŋgu kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
meso angu asviba neshungu. Ndinodana kwamuri, imi Jehovha, mazuva ose; ndinotambanudzira maoko angu kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ziso rangu rava kuonera madzerere pamusana pokutambura. Ndinodana kwamuri mazuva ose TENZI ndakasimudza maoko angu kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ziso rangu ropera nemhaka yokutambudzika; Ndakadana kwamuri, Jehovha, zuva rimwe nerimwe, Ndakatambanudzira maoko angu kwamuri.
Shona 2009?
Ziso rangu ropera nemhaka yokutambudzika; Ndakadana kwamuri, Jehovha, zuva rimwe nerimwe, Ndakatambanudzira maoko angu kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Ziso rangu ropera nemhaka yokutambudzika; Ndakadana kwamuri, Jehovha, zuva rimwe nerimwe, Ndakatambanudzira maoko angu kwamuri.