Psalms 89:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaputsanya Rahabi, somunhu wakaʋurawa; Makaparadzira ʋaʋeŋgi ʋenyu noruʋoko rwenyu runesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makapwanya Rahabhi somumwe wavakaurayiwa; makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi makapwanya Rahabhu sechitunha, makaparadza mhandu dzenyu nesimba roruoko rwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaputsanya Rahabhi, somunhu akaurawa; Makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba.
Shona 2009?
Makaputsanya Rahabhi, somunhu akaurawa; Makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba.
Shona SUB 2002 Bible
Makaputsanya Rahabhi, somunhu akaurayiwa; Makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba.