Psalms 89:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi muri kubginya kwesimba raʋo; Runyaŋga rweɗu rucasimudzwa netsitsi dzenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti imi ndimi kubwinya nesimba ravo, uye nenyasha dzenyu munosimudzira runyanga rwedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndimi simba ravanoinzva naro; inyasha dzenyu kuti simba redu ribudirire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi muri kubwinya kwesimba ravo; Runyanga rwedu ruchasimudzwa netsitsi dzenyu.
Shona 2009?
Nokuti imwi muri kubwinya kwesimba ravo; Runyanga rwedu ruchasimudzwa netsitsi dzenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imi muri kubwinya kwesimba ravo; Runyanga rwedu ruchasimudzwa netsitsi dzenyu.