Psalms 89:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa iyo makataura naʋatsene ʋenyu pakuɀiratidza kwenyu, Mukati: Ndakaɓatsira mhare; Ndakasimudza mumŋe wakasanaŋgurwa pakati paʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo makataura muchiratidzo, mukati, kuvanhu venyu vakatendeka: “Ndakaisa simba pamusoro pemhare; ndakasimudzira jaya pakati pavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makazotaura ipapo muchioneso kune munhu wenyu wakatendeka muchiti, “Ndakapa rubatsiro rwangu kugamba, ndakasimudzira pamusoro mumwe wandakasarudza muvanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva iyo makataura navatsvene venyu pakuzviratidza kwenyu, Mukati, “Ndakabatsira mhare; Ndakasimudza mumwe wakasanangurwa pakati pavanhu.
Shona 2009?
Panguva iyo makataura navatsvene venyu pakuzviratidza kwenyu, Mukati, "Ndakabatsira mhare; Ndakasimudza mumwe wakasanangurwa pakati pavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva iyo makataura navatsvene venyu pakuzviratidza kwenyu, Mukati, “Ndakabatsira mhare; Ndakasimudza mumwe wakasanangurwa pakati pavanhu.