Psalms 89:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakawana Davidi muranda waŋgu; Ndakamuzodza namafuta aŋgu matȿene;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; ndakamuzodza namafuta matsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; Ndakamuzodza namafuta angu matsvene;
Shona 2009?
Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; Ndakamuzodza namafuta angu matsvene;
Shona SUB 2002 Bible
Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; Ndakamuzodza namafuta angu matsvene;