Psalms 89:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ucaɗana kwandiri, aciti: Ndimi ɓaɓa ʋaŋgu, Mŋari waŋgu, neɗombo rokuponeswa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achadana kwandiri, achiti, ‘Ndimi Baba vangu, Mwari wangu, Dombo noMuponesi wangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achandidana kuti, ‘Imi baba vangu. Mwari wangu nedombo rangu randinopona naro.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye achadana kwandiri, achiti, ‘Ndimi baba vangu, Mwari wangu, nedombo rokuponeswa kwangu.’
Shona 2009?
Iye achadana kwandiri, achiti, `Ndimi baba vangu, Mwari wangu, nedombo rokuponeswa kwangu.'
Shona SUB 2002 Bible
Iye achadana kwandiri, achiti, ‘Ndimi baba vangu, Mwari wangu, nedombo rokuponeswa kwangu.’