Psalms 89:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋana ʋake ʋakasiya murairo waŋgu, Ʋakasafamba neɀandakatoŋga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana vana vake vakasiya murayiro wangu, uye vakasatevera zvandakatema,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana vana vake vakakanda pasi mutemo wangu vakarega kutevera zvandinoronga,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vana vake vakasiya murayiro wangu, Vakasafamba nezvandakatonga;
Shona 2009?
Kana vana vake vakasiya murayiro wangu, Vakasafamba nezvandakatonga;
Shona SUB 2002 Bible
Kana vana vake vakasiya murairo wangu, Vakasafamba nezvandakatonga;