Psalms 89:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋakaɀidza ɀandakatema, Ʋakasaceŋgeta mirau yaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana vakazvidza mitemo yangu, uye vakakoniwa kuchengeta mirayiro yangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana kuti vakarega kuchengeta zvirevo zvangu, uye vakatyora mirao yangu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vakazvidza zvandakatema, Vakasachengeta mirau yangu;
Shona 2009?
Kana vakazvidza zvandakatema, Vakasachengeta mirau yangu;
Shona SUB 2002 Bible
Kana vakazvidza zvandakatema, Vakasachengeta mirau yangu;