Psalms 89:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi handiŋgamutoreri ʋunyoro bgaŋgu cose, Kana kutendera kutendeka kwaŋgu kuitiswa nhema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi handizobvisi rudo rwangu kwavari, kana kuzombopandukira kutendeka kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi handingamutoreri unyoro hwangu chose, Kana kutendera kutendeka kwangu kuitiswa nhema.
Shona 2009?
Asi handingamutoreri unyoro hwangu chose, Kana kutendera kutendeka kwangu kuitiswa nhema.
Shona SUB 2002 Bible
Asi handingamutoreri unyoro hwangu chose, Kana kutendera kutendeka kwangu kuitiswa nhema.