Psalms 89:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋake ʋacaʋa’po nokusiŋgaperi, Cigaro cake coʋushe cicafanana nezuʋa pamberi paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti imba yake icharamba iripo nokusingaperi uye chigaro chake choushe chichagara pamberi pangu sezuva;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vedzinza rake vokutonga varambe varipo uye chigaro chake choushe chirambe chiripo chero zuva richiri kuvheneka pamberi pangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vake vachavapo nokusingaperi, Chigaro chake choushe chichafanana nezuva pamberi pangu.
Shona 2009?
Vana vake vachavapo nokusingaperi, Chigaro chake choushe chichafanana nezuva pamberi pangu.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vake vachavapo nokusingaperi, Chigaro chake choushe chichafanana nezuva pamberi pangu.