Psalms 89:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi makarasha nokuramba, Makatsamŋira muzodzwa wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi imi makaramba, makavenga, makatsamwira kwazvo muzodziwa wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi makasiya muzodzwa wenyu mukamuramba uye makamushatirirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi imi makarasha nokuramba, Makatsamwira muzodzwa wenyu.
Shona 2009?
Asi imwi makarasha nokuramba, Makatsamwira muzodzwa wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi imi makarasha nokuramba, Makatsamwira muzodzwa wenyu.