Psalms 89:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicamisa ʋana ʋako nokusiŋgaperi, Nokuʋaka cigaro cako coʋushe kuȿikira kumarudzi namarudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Ndichasimbisa imba yako nokusingaperi, uye ndichasimbisa chigaro chako choushe kumarudzi namarudzi.’ ” Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zvivepo nokusingaperi ndigosimbisa chigaro chako choumambo pazvizvarwa zvose.’ ” Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Ndichamisa vana vako nokusingaperi, Nokuvaka chigaro chako choushe kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ”
Shona 2009?
‘Ndichamisa vana vako nokusingaperi, Nokuvaka chigaro chako choushe kusvikira kumarudzi namarudzi.' "
Shona SUB 2002 Bible
‘Ndichamisa vana vako nokusingaperi, Nokuvaka chigaro chako choushe kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ”