Psalms 89:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaputsa madziro ake ose; Makaita nhare dzake matoŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaputsa masvingo ake ose mukaita nhare dzake matongo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makapaza tsvingo dzake dzose makaparadza nhare dzake dzokuzvidzivirira nadzo muhondo kusara ava matongo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaputsa madziro ake ose; Makaita nhare dzake matongo.
Shona 2009?
Makaputsa madziro ake ose; Makaita nhare dzake matongo.
Shona SUB 2002 Bible
Makaputsa madziro ake ose; Makaita nhare dzake matongo.