Psalms 89:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna‐kumusimbisa pakurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makadzosera shure munondo wake unopinza, uye hamuna kumutsigira pakurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makamininutsa bakatwa rake mukaita kuti akurirwe muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna kumusimbisa pakurwa.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna kumusimbisa pakurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna kumusimbisa pakurwa.