Psalms 89:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makagumisa kubginya kwake, Makawisira pasi cigaro cake coʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makagumisa kubwinya kwake, mukawisira pasi chigaro chake choushe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makamutorera mumaoko tsvimbo yake youmambo; makaputsira pasi chigaro chake choumambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makagumisa kubwinya kwake, Makawisira pasi chigaro chake choushe.
Shona 2009?
Makagumisa kubwinya kwake, Makawisira pasi chigaro chake choushe.
Shona SUB 2002 Bible
Makagumisa kubwinya kwake, Makawisira pasi chigaro chake choushe.