Psalms 89:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatapudza mazuʋa oʋujaya bgake; Makamufukidza nokunyara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatapudza mazuva oujaya hwake; makamufukidza nejasi renyadzi. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makamuchembedza nokukasira, makamuzadza nenyadzi. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatapudza mazuva ohujaya hwake; Makamufukidza nokunyara.
Shona 2009?
Makatapudza mazuva ohujaya hwake; Makamufukidza nokunyara.
Shona SUB 2002 Bible
Makatapudza mazuva ohujaya hwake; Makamufukidza nokunyara.