Psalms 89:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe, ʋunyoro bgenyu bgakare ʋuripiko, Bgamakapika kunaDavidi nokutendeka kwenyu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Ishe, rudo rwenyu rukuru rwekare ruripiko, irwo rwamakapika nokutendeka kwenyu kuna Dhavhidhi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhai, TENZI, ko mwoyochena wenyu uya wakare uripi wamakambotsidza kuna Dhavhidhi pamusana pokutendeka kwenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe, unyoro hwenyu hwakare huripiko, Hwamakapika kuna Dhavhidhi nokutendeka kwenyu here?
Shona 2009?
Ishe, unyoro bwenyu hwakare huripiko, Hwamakapika kuna Dhavhidhi nokutendeka kwenyu here?
Shona SUB 2002 Bible
Ishe, unyoro hwenyu hwakare huripiko, Hwamakapika kuna Dhavhidhi nokutendeka kwenyu here?