Psalms 89:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndianiko muɗeŋga rose uŋgaenzaniswa naJehova? Ndianiko pakati paʋanakomana ʋaMŋari wakafanana naJehova?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndianiko kudenga kumusoro angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko akaita saJehovha pakati pezvisikwa zvokudenga?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndianiko mudenga rose angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko pakati pavanakomana vaMwari akafanana naJehovha?
Shona 2009?
Nokuti ndianiko mudenga rose angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko pakati pavanakomana vaMwari akafanana naJehovha?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndianiko mudenga rose angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko pakati pavanakomana vaMwari akafanana naJehovha?